이 버전에는 잘못된 편집 사항이 있을 수 있습니다. 최신 확인된 스냅샷으로 전환하십시오.
필요한 것
-
이 단계는 번역되지 않았습니다. 번역을 도와주십시오
-
Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.
-
-
-
이 단계는 번역되지 않았습니다. 번역을 도와주십시오
-
Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona
-
-
이 단계는 번역되지 않았습니다. 번역을 도와주십시오
-
Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro.
-
-
이 단계는 번역되지 않았습니다. 번역을 도와주십시오
-
Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu.
-
Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi.
-
Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.
-
-
이 단계는 번역되지 않았습니다. 번역을 도와주십시오
-
Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi.
-
-
이 단계는 번역되지 않았습니다. 번역을 도와주십시오
-
Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here.
-
Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.
-