메인 콘텐츠로 스킵하기
도움말

Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement)

Replace the riser main slider in a Bush pump.

  • 작성자: iRobot
  • 난이도: 보통

Tevedzera gwaro rino rekurayiridza kubvisa mubato mukuru unosimudza pombi kuti ugadzirwe kana kutsiviwa

단계 1 Riser Main Slider (Shona)  ¶ 

Simudza mubato mukuru unosimudza pombi zvine simba nemaoko maviri. Chenjerera kuti usadonhedze mubato mukuru unosimudza pombi, nekuti izvi zvinogona kukuvadza humburumbira

단계 1 Riser Main Slider (Shona)  ¶ 

  • Simudza mubato mukuru unosimudza pombi zvine simba nemaoko maviri.

  • Chenjerera kuti usadonhedze mubato mukuru unosimudza pombi, nekuti izvi zvinogona kukuvadza humburumbira

단계 2  ¶ 

Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro. Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro. Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro.

단계 2  ¶ 

  • Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro.

단계 3  ¶ 

Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu. Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi. Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.

단계 3  ¶ 

  • Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu.

  • Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi.

  • Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.

단계 4  ¶ 

Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi. Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi. Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi.

단계 4  ¶ 

  • Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi.

단계 5  ¶ 

Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here. Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.

단계 5  ¶ 

  • Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here.

  • Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.